Verse 1:
Asi babe ndoziva
Moyo wako ndakatora
Kare kare kare
Kare kare kare
Asi babe unoziva
Ndakakupa moyo
Kare kare kare
Kare kare kare
Chorus:
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
Oh wee oh wee
Hamungaite rima iwe uripo
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
(Oh wee oh wee)
Hamungaite rima iwe uripo
Verse 2:
Unoziva wani darly
Ini newe tiri mumwe
Panyama nepamweya zvachose
Come let me put this ring on you
Let me seal the deal with you
Tobatanidza hukama yeah
You
You
Kare kare kare
Ndakakupa moyo wangu
You
You
Kare kare kare
Wakandipa moyo wako
Chorus:
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
Oh wee oh wee
Hamungaite rima iwe uripo
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
(Oh wee oh wee)
Hamungaite rima iwe uripo
Bridge:
Asi babe ndoziva
Moyo wako ndakatora
Kare kare kare
Kare kare kare
Asi babe unoziva
Ndakakupa moyo
Kare kare kare
Kare kare kare
Chorus:
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
Oh wee oh wee
Hamungaite rima iwe uripo
Oh wee oh wee
Uri chiedza mumoyo mangu
(Oh wee oh wee)
Hamungaite rima iwe uripo