Sergio Mwanawevhu - Kare lyrics

Published

0 60 0

Sergio Mwanawevhu - Kare lyrics

Verse 1: Asi babe ndoziva Moyo wako ndakatora Kare kare kare Kare kare kare Asi babe unoziva Ndakakupa moyo Kare kare kare Kare kare kare Chorus: Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu Oh wee oh wee Hamungaite rima iwe uripo Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu (Oh wee oh wee) Hamungaite rima iwe uripo Verse 2: Unoziva wani darly Ini newe tiri mumwe Panyama nepamweya zvachose Come let me put this ring on you Let me seal the deal with you Tobatanidza hukama yeah You You Kare kare kare Ndakakupa moyo wangu You You Kare kare kare Wakandipa moyo wako Chorus: Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu Oh wee oh wee Hamungaite rima iwe uripo Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu (Oh wee oh wee) Hamungaite rima iwe uripo Bridge: Asi babe ndoziva Moyo wako ndakatora Kare kare kare Kare kare kare Asi babe unoziva Ndakakupa moyo Kare kare kare Kare kare kare Chorus: Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu Oh wee oh wee Hamungaite rima iwe uripo Oh wee oh wee Uri chiedza mumoyo mangu (Oh wee oh wee) Hamungaite rima iwe uripo