[Intro]
Nyika Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo vakomana
1st Verse
Hakuzi kupenga Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vakomana
Hakuzi kurota Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vasikana
[Prehook]
Musiki Ndiyeuchidze
Ndirangarire
Ndibatisise
Magamba edu
Musiki Ndiyeuchidze
Ndicherechedze
Ndirangarire
Magamba edu
[Chorus]
Nyika Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vakomana
Zimbabwe Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vasikana
[Interlude]
Nyika yedu yeZimbabwe
Yakauya Nehondo
Nyika yedu yeZimbabwe
Yakauya Nehondo
Nyika yedu yeZimbabwe
Yakauya Nehondo
Nyika yedu yeZimbabwe
Yakauya Nehondo
2nd Verse
Vamwe pavakadeukira
Havana kuzomuka
Nehondo Vakomana
Vamwe pfungwa dzodzungaira
Pane zvakaoma
Nehondo Vakomana
[Prehook]
Musiki Ndiyeuchidze
Ndirangarire
Ndibatisise
Magamba edu
Musiki Ndiyeuchidze
Ndicherechedze
Ndirangarire
Magamba edu
[Chorus]
Nyika Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vakomana
Zimbabwe Yakauya Nehondo
Yakauya Nehondo Vasikana
[Outro]
Hiii hiii hiii hiii
Hona nhasi ndichiri kungochema ambuya vangu
Nhasi
Vakarwa hondo
Hondo yechimurenga
Nhasi
Ndirangarire
Kumhanya mhanya
Kwegamba
Nhasi