[Intro] Nyika Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo vakomana 1st Verse Hakuzi kupenga Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vakomana Hakuzi kurota Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vasikana [Prehook] Musiki Ndiyeuchidze Ndirangarire Ndibatisise Magamba edu Musiki Ndiyeuchidze Ndicherechedze Ndirangarire Magamba edu [Chorus] Nyika Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vakomana Zimbabwe Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vasikana [Interlude] Nyika yedu yeZimbabwe Yakauya Nehondo Nyika yedu yeZimbabwe Yakauya Nehondo Nyika yedu yeZimbabwe Yakauya Nehondo Nyika yedu yeZimbabwe Yakauya Nehondo 2nd Verse Vamwe pavakadeukira Havana kuzomuka Nehondo Vakomana Vamwe pfungwa dzodzungaira Pane zvakaoma Nehondo Vakomana [Prehook] Musiki Ndiyeuchidze Ndirangarire Ndibatisise Magamba edu Musiki Ndiyeuchidze Ndicherechedze Ndirangarire Magamba edu [Chorus] Nyika Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vakomana Zimbabwe Yakauya Nehondo Yakauya Nehondo Vasikana [Outro] Hiii hiii hiii hiii Hona nhasi ndichiri kungochema ambuya vangu Nhasi Vakarwa hondo Hondo yechimurenga Nhasi Ndirangarire Kumhanya mhanya Kwegamba Nhasi