Yonas-K-Beatz - Moto lyrics

Published

0 141 0

Yonas-K-Beatz - Moto lyrics

Tadz - Moto Yeah! Hameno! Kuti Sei Vanenge Vachindiedza Vanondivenga! Nekuti ndakazvita Ndega They saw me sink! I told them Tadz Won't be gone forever Vakandiseka! asi hapana kana pressure Yeah Yeah Kana pressure Yeah Ey Yeah! Ndakuunza! [Chorus] Yeah! Moto! Ey! Moto! Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto! Ey! Moto! Yeah! Moto! Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto! Yeah, Moto Yeah, Ndichavaonesa Moto [Verse 1] Tadz, uh Don't play with the fire, Coz You'll get Burnt! People be fake! Thats a Big lesson I've learnt Please don't test me!, you don't want to get on my nerves But these girl be digging me! So I buried the haters in my dirt Munopiswa!, musatambe nayo Moto Munoda zvakanaka asi hamudi kushanda zvinoramba zviri zviroto! Ndakuunza! [Chorus] Yeah! Moto! Ey! Moto! Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto! Ey! Moto! Yeah! Moto! Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto! Yeah, Moto Yeah, Ndichavaonesa Moto [Verse 2] Yeah! Kupi ikoko! Kupi ikoko! Ndekupi ikoko kwamunoti kurikufaya uh Kupi ikoko! Chenjera waunotamba naye Handisi wekutamba naye Murikuzvitanga izvezvi so asi ini ndanga ndiripo Kare Kare I'm Putting On! Zimbabwe keep playing my song Its been Tadz all along I love proving these haters wrong! Ndakuunza! [Chorus] Yeah! Moto! Ey! Moto! Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto! Ey! Moto! Yeah! Moto! Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto! Yeah, Moto Yeah, Moto (Kana Pressure) Kana Pressure!