Winky D - Holiday lyrics

Published

0 334 0

Winky D - Holiday lyrics

[Intro: Winky D/Guspy Warrior] Oh hooo hoooo Ndiko kufara ka uku Purezha in bulk Oh hooo hooo Takagarira prezha kunge couch Kusvika maita godo kunge sauti [Refrain: Guspy Warrior] Everyday kwatiri iholiday Tofara mangwanani kusvika kusvibe [Bridge: Winky D/Guspy Warrior] Paita one chimafia nechi gafa (oh oh) Patinomira purezha dance rafa (oh oh) One chimafia nechigafa (oh oh) Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh) [Hook: Guspy Warrior] Tikuchimanhya pachi Mafia ndozvatinoita Paholiday Saka usashaika patoita zvatinoita Paholiday [Verse 1: Winky D/Guspy Warrior] Saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa Saka purezha harichafa kusvika ndafa Ndokikisa purezha kunge bhora ku COSAFA Musatsvaga recipe yepurezha taka shafa Pane gafa nemafia Ziya kuti padziya Toconnecta vanhu se network pa area Vamwe pavanodaira usasarira Tinovajambisa sekangaroo paAustralia [Refrain: Guspy Warrior] Everyday kwatiri iholiday Tofara mangwanani kusvika kusvibe [Bridge: Winky D/Guspy Warrior ] Paita one chimafia nechi gafa (oh oh) Patinomira purezha dance rafa (oh oh) One chimafia nechigafa (oh oh) Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh) [Verse 2: Winky D/Guspy Warrior] Saka ukaona Igwe Ukaona Warrior ziva kuti hatiite Pane mafaro hatibve Tiri pamusoro se carrier saka regai mafans atibhige Saka ndoda kuchimhanya so Vachaita dizzy senge vapihwa mambama four Kupotsa mafia negafa une kamunyama so Ngoma racho rabva rapisa kunge summer so Rega tinake [Bridge: Winky D/Guspy Warrior ] Oh hooo hoooo Ndiko kufara ka uku Purezha in bulk Oh hooo hooo Takagarira prezha kunge couch Kusvika maita godo kunge sauti [Refrain: Guspy Warrior] Everyday kwatiri iholiday Tofara mangwanani kusvika kusvibe [Bridge: Winky D/Guspy Warrior] Paita one chimafia nechi gafa (oh oh) Patinomira purezha dance rafa (oh oh) One chimafia nechigafa (oh oh) Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh) [Hook: Guspy Warrior] Tikuchimanhya pachi Mafia ndozvatinoita Paholiday Saka usashaika patoita zvatinoita Paholiday [Verse 1: Winky D/Guspy Warrior] Saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa Saka purezha harichafa kusvika ndafa Ndokikisa purezha kunge bhora ku COSAFA Musatsvaga recipe yepurezha taka shafa Pane gafa nemafia Ziya kuti padziya Toconnecta vanhu se network pa area Vamwe pavanodaira usasarira Tinovajambisa sekangaroo paAustralia [Refrain: Guspy Warrior] Everyday kwatiri iholiday Tofara mangwanani kusvika kusvibe [Bridge: Winky D/Guspy Warrior] Paita one chimafia nechi gafa (oh oh) Patinomira purezha dance rafa (oh oh) One chimafia nechigafa (oh oh) Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh) [Outro/Guspy] Oh ooh oh Oh ooh oh Oh ooh oh Oh ooh oh