Winky D - Karma lyrics

Published

0 209 0

Winky D - Karma lyrics

[Intro: Winky D] Nhamo une chitema ndakakutsvakira diprosone Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona Gafa [Chorus: Winky D] Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered Saka karma, karma Uchapapoya sei pane madollars Karma, karma Itoita soft kunge drink dopaz [Verse 1: Winky D] Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadhabhula Waindisweedza nenzara seGafa ndaikudhabhura Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura kadhabhura Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura Pataikukwata tichikutiza takapfuura Tasimudza musoro zvino tokukwatura [Chorus: Winky D] Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered Saka karma, karma Uchapapoya sei pane madollars Karma, karma Itoita soft kunge drink dopaz [Verse 2: Winky D] Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (hahaha hahaha hahaha) Magreen nemabond tiri kungochapura (hahaha hahaha hahaha) Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti zvoni dai chafa icho Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa macaffenol Ghetto chiGafa pattern, ngaanyandule mari ava maone one Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam [Chorus: Winky D] Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered Saka karma, karma Uchapapoya sei pane madollars Karma, karma Itoita soft kunge drink dopaz [Verse 3: Winky D] Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadhabhula Waindisweedza nenzara seGafa ndaikudhabhura Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura kadhabhura Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura Pataikukwata tichikutiza takapfuura Tasimudza musoro zvino tokukwatura [Chorus: Winky D] Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered Saka karma, karma Uchapapoya sei pane madollars Karma, karma Itoita soft kunge drink dopaz