Winky D - Bob Marley Funeral lyrics

Published

0 273 0

Winky D - Bob Marley Funeral lyrics

[Intro: Winky D] Ndosaka ndakanzi Biggie Man Chingoma ichi chiri big mhani Kubva kune ini DiBiggie one Ndini ndega usabvunze kuti which one Ga-ga-gafa ChiExtraterrestial Gafa futi [Chorus: Winky D] Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League tabata UEFA final Pattern genuine leather kwete vhainari Ndochinja pattern senge weather ini annuari Gafa racheneserwa nzira saka why worry? Vavengi vangu mungavadii nhai Mwari [Verse 1: Winky D] Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun Vada kusizer Gafa ndabva ndatsapfura one Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndoreal zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino perfoma (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Dance ranzwa nekufa ndini ndorimutsa kunge Razaro Vokwira BP sei Gafa radaro Pandinobura CD kwese mafaro Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo [Chorus: Winky D] Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League tabata UEFA final Pattern genuine leather kwete vhainari Ndochinja pattern senge weather ini annuari Gafa racheneserwa nzira saka why worry? Vavengi vangu mungavadii nhai Mwari [Verse 2: Winky D] Voti ndisu tiri kunetsa ndoti ipi town? Ggg-ga-ga-gara pasi, sit down Votaura zveuking, ndeipi crown? Chokwadi Gafa moriziya mese deep down Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndoreal zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino perfoma (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Crown yangu maGafa haimbobva mumusoro iyi seya misisi Malaika Kungonyora kuti Gafa paFacebook wanikwe hobho mamisisi aliker [Chorus: Winky D] Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League tabata UEFA final Pattern genuine leather kwete vhainari Ndochinja pattern senge weather ini annuari Gafa racheneserwa nzira saka why worry? Vavengi vangu mungavadii nhai Mwari [Verse 3: Winky D] Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun Vada kusizer Gafa ndabva ndatsapfura one Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndoreal zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino perfoma (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Dance ranzwa nekufa ndini ndorimutsa kunge Razaro Vokwira BP sei Gafa radaro Pandinobura CD kwese mafaro Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo [Chorus: Winky D] Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League tabata UEFA final Pattern genuine leather kwete vhainari Ndochinja pattern senge weather ini annuari Gafa racheneserwa nzira saka why worry? Vavengi vangu mungavadii nhai Mwari [Outro] ChiExtraterrestrial