Winky D - Mudhara Vauya lyrics

Published

0 252 0

Winky D - Mudhara Vauya lyrics

​[Intro] Gafa kusvika ndafa [Verse 1] Mapancho, bvunza chimoko chauinacho Chiri kuda prezha here kana mhamha vari kuchida paden na4? Nhasi prezha na Biggy Kana kuenda kumba handidi Vakuru nevadiki (Igwee!) [Hook] Dhanzi rakufaya mudhara vauya Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya [Verse 2] Ini ndinotsvagisa vanhu purezha kunge basa Kufara kusvika vanhu vati tasa Prezha mahara kunge pasa pasa Zvimoko zvotambisa muchiuno kwasa kwasa Zvakunakidza sendahwina makasa Inguva yekufara imbomirai kusasa Hunhu hwochema munhu watirasa Hunhu tichahutora prezha ragasa Dhanzi rava papeak Vanhu vari kufara sa maofficer adaniwa kutraffic Hona vana vadiki Kufarisa kwavaita vabate vanga dhudhudze Harpic Ndabva ndaita weak Conquering naBounty Lisa vasvika zvava romantic Zvino toita zvipi? (hauite, kamaaani) Zvava automatic [Hook] Dhanzi rakufaya mudhara vauya Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya [Verse 3] Dhanzi rapisa hapachada bias Batai Sniper musoja gunnaz Hanzi wazofayisa dhanzi Wallace Kufara pachena spark halaz Hakuna kuchekwa nyama check check ? Zvedaka mafirimu ekare Dallas Bhobho ita mabhanditi agoche gakaz Hona zviri kuitika paninja palace Hatidi anokanda ma teargas Kana anoda kutikenesa fear nhasi Tiri panyanga kunge driver ane makey ebhazi Munhu wese ngaafare kunge iwedaz Kwinji imba mayouths asiye gas Ambotanga apedza zvemu kirasi Nekuti kufara hakuna kunzi kunopera nhasi Kubva Ninja Saturday tichiri kufara nhasi [Verse 1] Mapancho, bvunza chimoko chauinacho Chikuda prezha here kana mhamha vari kuchida paden na4? Nhasi prezha na Biggy Kana kuenda kumba handidi Vakuru nevadiki (Igwee!) [Hook] Dhanzi rakufaya mudhara vauya Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya Dhanzi rakufaya mudhara vauya Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya Auya uya, auya uya