Steve YP - Ndokuudza Sei lyrics

Published

0 136 0

Steve YP - Ndokuudza Sei lyrics

[Produced by Urboi Jocka] [Verse 1: Steve YP] Nda typer "LOL" but I'm really serious I can be a warrior for you like Khama Billiat 'Cos wakapenga uri one in a billion I ain't tryna flatter you girl handisi kukusimbisa Wakagarira chipo, zvaunazvo izvi ndipowo You know I'm bad kunge Sauro but for you I can be Paul Unoziva I tried to call, but I guess you never picked up Ughh haizi pressure though I'm really glad to see ya Munhu wese was created but iwewe wakasikwa You must be cough syrup 'cos I think ndaku sticka Unodhingura chikero, you ain't cheap kunge bhero Is this love? Is this lust? I don't know but all i know is... [Bridge: Lloyd Soul] You the type of girl I've been looking for You the type of girl I was waiting for But I don't know whats wrong with me Ohh girl, 'cos... [Hook: Lloyd Soul] Ndashaya kuti ndokuudza sei Ndashaya kuti ndozvitaura sei Ndashaya kuti ndokuudza sei Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe ohh Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe ohh, now you know girl Ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei Mwoyo wangu baby waperera pauri iwe, pauri iwe ehh Ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe, pauri iwe ehh [Verse 2: Steve YP] You too fine, you too cool ughh "ndafunga dande" If I ain't got you girl my calender stuck on Monday But ughh unondirwadza you too materialistic Pandinokuudza how I feel you tell me to be realistic Zvanzi kana usingafambe nemota it's better utofambe-fambe Pano unosasa nemari kwete zvako zvema chant chant Vanokuda kunge mari but ndichaku treata kunge mari 'Cos zvi'kumashure zviri kumberi like maplates emotikari Ndozviziva you amazing and to you I might be nothin' But I think tine combination, Messi na Suarez Zvandokuita soo yeah ndokusiya wa retarded Is this love? Is this lust? I don't know but all i know is... [Bridge] [Hook]