Sharky - Soko Matemai lyrics

Published

0 77 0

Sharky - Soko Matemai lyrics

[Verse 1] Kubva ndichizvarwa I have never been kumusha Vechikuru vari kunzwa izvi please musandituka Sekuru naMbuya handina kuvaona Mdara akabaya UKaz akanochona Uyo handina basa naye , asi vari kumhepo kwamuri ikoko ndiani wandingasase naye? Ndiri mwana wenyu, ndiri musango Parizvino ndapererwa nemazano Zvinhu hazvisi kufamba, ndiri kutsvaga mashows neboys rangu Yeah they coming but it's moving kinda slow They should know my name, they should play me on the radio Ndinotsika tsika stage everywhere I go Ndakapfeka T Shirt yangu yeTateguru Kutochiller zvangu kunge sendakuru Vepachuru, tisu vana Muchenje Behind the mic I feel at home, shiri mudendere [Hook] Gogogoi ndapinda muyera Soko Ndakapfeka ndarira mumaoko Ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa Nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka (Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3 Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira [Verse 2] Kwese kwandiri people trying to control me Tangosangana, why you acting like you know me?!? Oh please! Uyu hupenyu hwangu Musoro bhangu, you could never ever walk in my shangu Machoices ando maker they shouldn't be affecting you Mind your own business and you will see me respecting you This that, what what, enda kuchikoro Flat bu*t nekugara pamba mvura mumusoro argghh!! Pane nguva yandai swimmer mudoro Ndichida kupedzera shungu dzangu mubhodhoro Kubvira kuprimary ndichishaya school fees PaForm 4, 4As, 4Bs and 2Cs, you see I'm a smart dude, 12 points at A Level Vezera rangu vari pa University level Vanonditarisa vofunga ndakasara Ndiri kushanda ndichengetei please ndisaparara [Hook] Gogogoi ndapinda muyera Soko Ndakapfeka ndarira mumaoko Ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa Nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka (Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3 Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira (Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3 Ndisati ndarasika hapana chandinoziva [Verse 3] I wrote this when I was 20 but I felt older Ndakuda bomber jacket nhasi, the world just got colder Ndakatanga chibhachura ndine 19 years Ma tall obstacles ndokwachura se lightning, yes (After all that's said, I'm trynna be a legend make the crowd go “Iwe Sharky Sharky!!”)x2 Kana pachibikwa doro, nhasi tichapira Vhura bhodhoro re wine pasi toridira Ndoda kuti mai vanhu ndigovariritira saka Vari kumhepo, ndiratidzei nzira Zvinhu zvacho zvazvadai ndifudzei ndiri hwai Soko Matemai, Soko Makwiramiti Inga ndati mai vangu ndoda kuvariritira saka Vari kumhepo, ndiratidzei nzira!! [Hook] (Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3 Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira (Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3 Ndisati ndarasika hapana chandinoziva