Oskid - Photo Life lyrics

Published

0 223 0

Oskid - Photo Life lyrics

[Intro: Winky D] Hona Oskid, takadyara maseed Anotivenga usapindure hapana need Camera, action Gafa in action ChiExtraterrestrial Gafa Futi [Chorus: Winky D] Life yangu maGafa iphoto Inoumbwa nemanegative saka bhasopo Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi misa, misa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi misa, misa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) [Verse 1: Winky D] Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu, ndikadonha ndinoita hwembeu Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobilivhisa kunge gospel Nekuti vamwe takafundisiwa kuti mulife zvikauya nyore haikonai kugamuchira Ndobva ndatipa maGafa musaore mwoyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika Paunowisha dai Gafa ramboshupika Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika Ndopaunoona ndichirarama kalife kekudenga fanike Jupiter [Chorus: Winky D] Life yangu maGafa iphoto Inoumbwa nemanegative saka bhasopo Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi missa, missa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi misa, misa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) [Verse 2: Winky D] Ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure Angava mashoko kana zvombo zvakasikirwa inini, paGafa rino hazvipfuure Pa-pa-pachiGafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro Vese vaindichemedza musazoti kana ndagara patafura pangu chine makaro Ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu Ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu Vese vakateya munzira dzandinofamba muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu [Chorus: Winky D] Life yangu maGafa iphoto Inoumbwa nemanegative saka bhasopo Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi missa, missa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi misa, misa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) [Verse 3: Winky D] Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu, ndikadonha ndinoita hwembeu Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobilivhisa kunge gospel Nekuti vamwe takafundisiwa kuti mulife zvikauya nyore haikonai kugamuchira Ndobva ndatipa maGafa musaore mwoyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika Paunowisha dai Gafa ramboshupika Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika Ndopaunoona ndichirarama kalife kekudenga fanike Jupiter [Chorus: Winky D] Life yangu maGafa iphoto Inoumbwa nemanegative saka bhasopo Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi missa, missa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho) Ada 'undi dissa, dissa (ho) Ada 'undi misa, misa (ho) Ada kurwisa, rwisa (ho) Ndinobva ndadadisa (ho)