Oskid - Not Nice lyrics

Published

0 114 0

Oskid - Not Nice lyrics

[Into] I'm not nice, (Ke Nako Music) I'm, I'm not nice (Gafa kusvika ndafa) Oskiiiidi. [Hook] Eh ndipei kunoku chii riddim chinyowani chabva kuKe Nako. Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako. Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (Rakuvaimbira) Inzwa maungira (Chorus) I'm not nice Ndini ndaiti kuti Dance ibhude hutsi senge hot rice. Ndini ndafadza mazera ese kuti Gafa iri haisi right. Ndini ndini ndini ndini, ndaita kutizviite. Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe. [Verse 1] Ona chingoma chacho zvachaita Vanhu vomhanya waya. Hanzi chilevel chaIgwe chava kumsoro ngeMessaiah MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya. Kunoku mangoma ndini ndomaita yadha saMagaya. Inzwa mapunch line, Ngoma dzangu dzine mataka senge ???? Dziri kutambiswa ma???? amasendera ini Aikona mhan [Chorus] I'm not nice Ndini ndaiti kuti Dance ibhude hutsi senge hot rice. Ndini ndafadza mazera ese kuti Gafa iri haisi right. Ndini ndini ndini ndini, ndaita kutizviite. Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe. [Verse 2] Ndakasiya zvemabeefi saka aikona kunondi tsvaga kunyamacho Kana kuCFC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer. Pachikaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man atii ndamushona. Kunge teacher varikumaka shona, vonditi wagona (wagona). [Hook] Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKe Nako. Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako. Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (Rakuvaimbira) Inzwa maungira [Chorus] I'm not nice Ndini ndaiti kuti Dance ibhude hutsi senge hot rice. Ndini ndafadza mazera ese kuti Gafa iri haisi right. Ndini ndini ndini ndini, ndaita kutizviite. Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe. Ona chingoma chacho zvachaita Vanhu vomhanya waya. Hanzi chilevel chaIgwe chava kumsoro ngeMessaiah MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya. Kunoku mangoma ndini ndomaita yadha saMagaya. Inzwa mapunch line, Ngoma dzangu dzine mataka senge punch wine. Dziri kutambiswa ma???? amasendera ini Aikona man [Chorus] I'm not nice Ndini ndaiti kuti Dance ibhude hutsi senge hot rice. Ndini ndafadza mazera ese kuti Gafa iri haisi right. Ndini ndini ndini ndini, ndaita kutizviite. Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe.