Oskid - Mdhara Vachauya lyrics

Published

0 246 0

Oskid - Mdhara Vachauya lyrics

[Intro: Jah Prayzah] Wandinzwa ndichidaidzira dhiya Ndikati dai wambotarisa nguva Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya Asi ramba uchingopenya kunge zuva [Chorus 1: Jah Prayzah] Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa [Verse 1: Jah Prayzah] Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima [Bridge: Jah Prayzah] Kuti dzive ngano, haiwa isungano Ichi chirangano, chibvumirano [Chorus 2: Jah Prayzah] Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa [Verse 2: Jah Prayzah] Ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu Ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu Maona here chisikana chakachangamuka? Iruva rangu Vakanetsa ramba uchingotsika-tsika dhiya wangu [Bridge: Jah Prayzah] Kuti dzive ngano Haiwa isungano Ichi chirangano Chibvumirano [Chorus 2: Jah Prayzah] Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere, uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa [Verse 3: Jah Prayzah] Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima Vanosara vachingoringa-ringa ndanovhima [Bridge: Jah Prayzah] Kuti dzive ngano Haiwa isungano Ichi chirangano Chibvumirano [Chorus 2: Jah Prayzah] Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa [Bridge 2: Jah Prayzah] Wandinzwa ndichidaidzira dhiya Ndikati dai wambotarisa nguva Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya Asi ramba uchingopenya kunge zuva [Chorus 3: Jah Prayzah] Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa [Jah Prayzah] Ndanga ndina Oskid