Oskid - Happiest Man lyrics

Published

0 248 0

Oskid - Happiest Man lyrics

[Intro: Winky D] ChiGafa chauya futi chakakoka fanika pfuti Chi Extraterrestial Gafa Futi [Pre-Chorus: Winky D] Kasoftware kekugumbuka pane maGafa kari kuramba kuinstaller Ndaneta nekuva happy ndakuda matambudziko auye kuzonditora Nekuti pese pandatsika, nokora tsoka prezha rasvika Ndoda kugara ndava zivisa kufara kune vaidzi mirai zvekupaparika Chorus: Winky D Ndini the happiest man pataundi But this time chiri kwangu se round Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground I'm happy, I'm happy, I'm happy Kusimbirwa neGafa life I'm happy, I'm happy, I'm happy Kana uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho Uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho [Verse 1: Winky D] Happy yangu haidi munhu kana Dollar coin Ndikuda kufara, usandibata collar kaini Hanzi Gafa rine energy pahappy, saka mafaro ndini ndinomapower kunge solar kaini Ndiri high but hakuna chandamona kaini Vanoti tichasuwa, hamuna chamaona kaimi Happy yangu pachiGafa mahara, vari kugaya kuti zvimwe ndinopihwa nemadonor kaini Chirega kuchema utange kuva happy nhasi (nhasi) Hona vakutsvaka happy nemari havasati vaiwana nanhasi But pachiGafa inini [Chorus: Winky D] Ndini the happiest man pataundi But this time chiri kwangu se round Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground I'm happy, I'm happy, I'm happy Kusimbirwa neGafa life I'm happy, I'm happy, I'm happy Kana uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho Uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho [Verse 2: Winky D] Kahappy kacho fanike munhu ada kukicka bucket Ndakufambira mumhepo yanditadza gravity Happy yese yazohodhwa nemaGafa musatambise nguva muchiitsvaka haipo pamarket Vanoda kuti ndidhiniwe vofambisa gossipi Hanzi hameno zvimwe zvinhu zvaakuita worship But ndongotarisa kudenga uko kunaNyadenga Ikoko ndiko kune Gafa office [Chorus: Winky D] Ndini the happiest man pataundi But this time chiri kwangu se round Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground I'm happy, I'm happy, I'm happy Kusimbirwa neGafa life I'm happy, I'm happy, I'm happy Kana uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho Uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho Ndini the happiest man pataundi But this time chiri kwangu se round Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground I'm happy, I'm happy, I'm happy Kusimbirwa neGafa life I'm happy, I'm happy, I'm happy Kana uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho Uchinakirwa nelife Iti oho, oho, oho