Oskid - Disappear lyrics

Published

0 200 0

Oskid - Disappear lyrics

[Intro: Winky D] Kenako Muzik When we say party, we want all the crosses to disappear When we say party, we are party Oskid, alright [Pre-Hook: Winky D] Habhura kadhabhura Ndinongoti, habhura kadhabhura Habhura kadhabhura Da-da-dancehall igwe [Verse 1: Winky D] Gafa rafunga kuwachisa maproblem ese Tsvaga kuvha, malager, macider, mawhisky, kunyange masese Kana pane zviri kukunetsa huya tozvitapudza zvese Tora sipi uwone magic zvinoshamura zvese [Hook: Winky D] Maproblems ese disappear, disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear, disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy, happy Maoko mudenga, maoko mudenga uko Happy, happy Zvimwe itai muchitenda so [Verse 2: Winky D] Pa-pa-pano ispark, halula Bho-Bhobo achinwa Amarula MaDollar, maRands, maPula Nhasi tiri kudya mula Pashota XQ, toti Allelujah Ndiri kungogaya prezha mumedulla H-H-HKD iri kupi Da Ruler Pari paprezha isu ndisu taruler Ndoda kufara kusvika nda admitiwa pamubhedha kunge chigulani Matirabhuru ese ndamapisa nemoto saFire President Thulani Ndapinda Bhuruwayo, vondibhiga, zvimoko zvopfuura zvichiti z'khupani Usatsvake nhamo kwandiri hauiwane semukwende wangu uri muwoolani [Hook: Winky D] Maproblems ese disappear, disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy, happy Maoko mudenga, maoko mudenga uko Happy, happy Zvimwe itai muchitenda so [Pre-Hook: Winky D] Habhura kadhabhura Ndinongoti, habhura kadhabhura Habhura kadhabhura Tinongoti, habhura kadhabhura [Verse 3: Winky D] Handina kumbenge ndaziva Kuti happy unotondiziva Ndaiona uchifara nevamwe ndoshushikana sei uchingondisiya But nhasi wandipinza mugear Tarisa zvoita gafa riya Ndava kuvhara mahwindo hakuna kwaunoenda magonhi ndakiya Ukabvisa ma problem mulife panongosara happy Ma gafa hatimboda half chanzi toshamura ne gap Kafariro kacho kondoita kunge mwana ari munappy Vaya vajaira kutora ma pikicha pakuda snap [Hook: Winky D] Maproblems ese disappear, disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy, happy Maoko mudenga, maoko mudenga uko Ihappy, happy Zvimwe itai muchitenda so Maproblems ese disappear, disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy, happy Maoko mudenga, maoko mudenga uko Happy, happy Zvimwe itai muchitenda so [Outro: Winky D] Disappear, disappear Disappear, disappear Habhura kadhabhura Habhura kadhabhura Disappear, disappear Habhura kadhabhura Disappear, disappear Habhura kadhabhura Disappear, disappear Habhura kadhabhura Disappear, disappear Habhura kadhabhura