Oskid - Bhebhi Ramwari lyrics

Published

0 185 0

Oskid - Bhebhi Ramwari lyrics

[Intro] Ga ga Gafa Chi Extraterrestrial [Verse 1] Hona bhebhi Ukandiona waona daddy, (gafa) not bad Huya kuno toita happy happy Tora 50 iyo pukuta musodzi Pakurova mari ini ndine hutsinye fanike hwa Rhodes Ndoda kupamba matambudziko ako Ndounza happy mulife mako Tarisa chi gafa ndo type yako Ukanyozera hameno zvako [Pre-Hook] Handidi bhebhi rino bhowa bhowa bhowa Handigumbuke nyangwe rikatorwa torwa torwa [Hook] Ndinoda bhebhi rinonakidzisa kudya mari Vasikana vanonakidza vanobva kuna Mwari Kwete vanobhowa ndevekwa Satan Aihwa vanobhowa havana pattan [Verse 2] Uchigona kudya mari bhebhi wapinda basa Ndokupa penjeni fanike NSSA Kana ndodya mari pachigafa handiite budget fanike VaChinamasa Pane ka thousand kasina basa Ukakapedza bhebhi wapasa Nhasi uchamwa zvekunge uchafa usaite chitsotsi imwa haikona kurasa Kana uchinakidza kamani Gafa rinokuisa pa salary Basa rako bhebhi kudya mari Nyadzisa Satan [Pre-Hook] [Hook] [Verse 3] Kana tasvika panzvimbo tati takufara ndiratidze smile kuface Ndoda ku spender zvekuti ndini ndomuka ndiine headline Mupress Handidi change kubva kuna waiter tora isa ma bond coin mu Purse Varikungo dhabhura pattan yegafa nechekure fanike ma drone Ku space Ndobva ndaita manyemwe bhebhi dai wapedza Rimwe round gafa robheja Tambisa mukwende ndendebvu dzegafa uchinditekenyedza [Pre-Hook] [Hook]