Oliver Tuku Mtukudzi - Kusateerera lyrics

Published

0 151 0

Oliver Tuku Mtukudzi - Kusateerera lyrics

[Verse 1: Oliver Mtukudzi] Pasi rino zvaringori rima, iro zuva rakachena nyika Maziso haachaona, nenzeve hadzichada Nguva chaiyo hatichina mambo Zuva, mwedzi negore hazvichakwana Tongoswero tenderera, kutendeuka hatichaziva Njere hatichina mambo, mototungamirira vana [Refrain] Kusateerera, kusateerera [Verse 2: Oliver Mtukudzi] Kuzivisisa ndokwatazara mambo Kubva tazivisisa ruzivo kukunda muzivi Nharo umbimbindonga, kusateerera Inzo nzeve dzichinzwa, kusateerera [Verse 3: Oliver Mtukudzi] Nguva hatichina changamire Zuva, mwedzi negore hazvichatikwanira isu Tongoswero tenderera, kutendeuka hatichaziva Ruzivo hatichina mambo, mototungamirira vana [Refrain] Kusateerera, kusateerera Kusateerera, kusateerera [Verse 4: Oliver Mtukudzi] Pasi racho ritori rima, zuva rakachena nyika kudaro Ziso harichaona iro, nenzeve kunzwa hadzichada Ruzivo hatichina changamire, mototungamirira vana [Refrain] Kusateerera, kusateerera Kusateerera, kusateerera [Verse 2: Oliver Mtukudzi] Kuzivisisa ndokwatazara mambo Kubva tazivisisa ruzivo kukunda muzivi Nharo umbimbindonga, kusateerera Nzeve dzichinzwa, kusateerera [Outro: Oliver Mtukudzi] Kusateerera, kusateerera Kusateerera Kusateerera, kusateerera Kusateerera, kusateerera Kusateerera Kusateerera, kusateerera Ruzivo hatichina changamire Kusateerera Mototungamira vana Kusateereraaa