Oliver Tuku Mtukudzi - Todii lyrics

Published

0 3356 0

Oliver Tuku Mtukudzi - Todii lyrics

[Intro: Oliver Mtukudzi] Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) [Chorus: Oliver Mtukudzi] Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Heee todiiiko (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) [Verse 1: Oliver Mtukudzi] Zvinorwadza sei kurera rufu mumaoko (Kana uinahwo utachiwana) Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko (Kana uinahwo utachiwana) Bvazvapabata pamuviri pasina raramo (Kana uinahwo utachiwana) Bvazvapatumbuka pamuviri pasina raramo (Kana uinahwo utachiwana) [Chorus: Oliver Mtukudzi] Heee todiiiko (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) [Bridge] Senzeni Tingadii What shall we do [Chorus: Oliver Mtukudzi] Heee todiiiko (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Heee todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) [Verse 2: Oliver Mtukudzi] Zvinorwadza sei kubhinywa newaugere naye (Kana uinahwo utachiwana) Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma (Kana uinahwo utachiwana) Achiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana) Ende uchiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana) [Chorus: Oliver Mtukudzi] Hooo todiiiko (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Heee todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) [Verse 3: Oliver Mtukudzi] Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) [Chorus: Oliver Mtukudzi] Haaa todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Hooo todiii (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do) Heee todiiiko (Senzeni) What shall we do (Tingadii) Senzenjani (What shall we do)