Oliver Tuku Mtukudzi - Panorwadza Mwoyo lyrics

Published

0 253 0

Oliver Tuku Mtukudzi - Panorwadza Mwoyo lyrics

[Intro] Maihwi [Pre-Chorus: Winky D & Oliver Mtukudzi] Ndanzwa mhere kurira Mhere kurira Tasiya pano watakunofushira Watakunofushira Ndiani watungamira, ndiani wafunga kunotichenesera nzira Kunochenesa nzira Hazvitidzimbe nyama Aiwa Zvinotidzimba pakati pehana Pakati pehana Chekuita hapana Hapana Kwava kungomirira mhere yamangwana Mhere yamangwana [Chorus: Winky D & Oliver Mtukudzi] Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Dairawoo Munotipfudzirei kune nzira iyoyo Nzira idondo Baba nditakurei Baba nditakurei Ishe nditakurei Ishe nditakure Ndiyambutsei Ndiyambuke Tenzi ndiyamurei Tenzi ndiyamurei [Verse 1: Winky D & Oliver Mtukudzi] Zvamatora ambuya, matora sekuru, hapana kacheche kauya Zvamatora mukoma, matora hanzvadzi, iyi nhamo handichaigona Misodzi yandachema ndazadza gungwa Tumirai ngirozi, ndichaitakura Iri ngozi dai paita atsanangura Iyi njodzi yandikurira, amai ndagura Ndiani achandiraira? Hama dzepedyo matsvaira Ndaisimbofunga ndichajaira Wedenga dai mandidaira Ndidairewoo [Chorus: Winky D & Oliver Mtukudzi] Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Dairawoo Munotipfudzirei kune nzira iyoyo Nzira idondo Baba nditakurei Baba nditakurei Ishe nditakurei Ishe nditakure Ndiyambutsei Ndiyambuke Tenzi ndiyamurei Tenzi ndiyamurei [Bridge: Winky D & Oliver Mtukudzi] Kumakuva, yakunge nzvimbo yekutandarira Yekutandarira Nguva nenguva, tangowanikwa tichidzoka setateya riva Dzoka setateva riva [Pre-Chorus: Winky D & Oliver Mtukudzi] Ndanzwa mhere kurira Mhere kurira Tasiya pano watakunofushira Watakunofushira Ndiani watungamira, ndiani wafunga kunotichenesera nzira Kunochenesa nzira Hazvitidzimbe nyama Aiwa Zvinotidzimba pakati pehana Pakati pehana Chekuita hapana Hapana Kwava kungomirira mhere yamangwana Mhere yamangwana [Chorus: Winky D & Oliver Mtukudzi] Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Dairawoo Munotipfudzirei kune nzira iyoyo Nzira idondo Baba nditakurei Baba nditakurei Ishe nditakurei Ishe nditakure Ndiyambutsei Ndiyambuke Tenzi ndiyamurei Tenzi ndiyamurei Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Dairawoo Munotipfudzirei kune nzira iyoyo Nzira idondo Baba nditakurei Baba nditakurei Ishe nditakurei Ishe nditakure Ndiyambutsei Ndiyambuke Tenzi ndiyamurei Tenzi ndiyamurei Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Dairawoo Munotipfudzirei kune nzira iyoyo Nzira idondo Baba nditakurei Baba nditakurei Ishe nditakurei Ishe nditakure Ndiyambutsei Ndiyambuke Tenzi ndiyamurei Tenzi ndiyamurei Munotipfudzirei nepanorwadza mwoyo? Panodzimba mwoyo