Oliver Tuku Mtukudzi - Dzoka Uyamwe lyrics

Published

0 962 0

Oliver Tuku Mtukudzi - Dzoka Uyamwe lyrics

[Verse 1: Oliver Mtukudzi] Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba mati kuwora imi Vandiona kusviba vati kuwora Kundiona kusviba hunzi kuwora Kwangu vakomana mawere kwe Ndoenda kwangu varumewe mawere kweyo Kudzoka dande vakomana mawere kweyo [Pre-Chorus: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande Kudzonga dande Ndasuwa dande Kudzoka dande [Chorus: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga dande varume ndafunga kwedu Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kudzoka dande varume ndafunga kwedu [Post Chorus] Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kukurumura kwandakaita gore riya Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kukurumura kwandakaita gore riya Pawakasiyira ndipapo dzoka [Chorus: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga dande varume ndafunga kwedu Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga dande varume ndafunga kwedu [Verse 2: Oliver Mtukudzi] Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba mati kuwora Mandiona kusviba mati kuwora Kundiona kusviba hunzi kuwora Kuwora kwemunhu kuri mumoyo Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa Kuwora kwemunhu kuri mumoyo varume Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa [Pre-Chorus: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande Kudzoka dande Ndasuwa dande Kudzoka dande [Chorus: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kufunga dande varume ndafunga kwedu Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Kudzoka dande varume ndafunga kwedu [Bridge: Oliver Mtukudzi] Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka Ndafunga dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kufunga dande Kukurumura kwandakaita gore riya Ndafunga dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kufunga dande Kukurumura kwandakaita Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzokai uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzokai uyamwe [Bridge 2: Oliver Mtukudzi] Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka Ndafunga dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kudzoka dande Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka Ndafunga dande Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe Kudzoka dande Kukurumura kwandakaita gore riya Ndafunga dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Kudzoka dande Kukurumura kwandakaita gore riya dzoka Ndafunga dande Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzokai uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande varume ndafunga kwedu Dzokai uyamwe [Outro: Oliver Mtukudzi] Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzokai uyamwe Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzoka Kufunga dande vakomana ndafunga kwedu Dzokai uyamwe