Naruto Fyah - Vanomhanya mushini lyrics

Featuring ,

Published

0 367 0

Naruto Fyah - Vanomhanya mushini lyrics

Intro: (naruto fyah)NDABATAMIC,NJV ,NARUTO FYAH EYO MIRALLE SUB 4: (TITMAN TEE)ININI HANDIMISWE NEMATSAGA NDIRICENA KANA UMAGA ANENGE ACHINDIDA NGAATONDITSVAGA VAKADA KUNDIMISA NDOVANWISA ROGGER CHORUSS: (NARUTO FYAH)SAKA MIRALLE VANOMHANYAMUSHINI VAUDZE HAPANA ANONDIMISA ININI MAPENZI AVA VANODYA ZVEMU BIN PANDIRI PAMANGOMA NDIVANA MR BEAN x2 VERSE 1: (TITMAN TEE)ININI NDOVAMHANYISA MHANYISA VACHITIZA GARA WAVATIPIRA LEVEL RACHINJA NEKUTI NDOVATSENGA TSENGA KUITANGE HWIZA NDAKAGARA NDICHIMWA DRINK NE PIZZA VAUDZE KUTI MANGOMA HAAMIRIRE MUNHU VAKADA KUITA CLASH NENI NDOVAITA FINHU NARUTO FYAH VAUDZE HANDIJAIDZE MUNHU SAKA VAVENGI VANGU SARAI MUNONYANYOKUDA ZVINHU VERSE 2: (TITMAN TEE)PAMANGOMA HATIDI VANONETSA MATSAGA TOVASIYA VAKASTIKA MARLON VAUDZE TINO ATAKA MAMERO AVA SHAMHU VARIKU LEKA (NARUTO FYAH)NEKUTI VANE KALYF KARIBAD NDOSAKA VACHIKONZERESA NJODZI MANJE ISUSU TINOFAMBA NENGIROZI