Naruto Fyah - Mafanz Angu lyrics

Featuring ,

Published

0 112 0

Naruto Fyah - Mafanz Angu lyrics

**INTRO** HOT LYK FIRE ITSA NARUTO FYAH EYO CYMPLEX EYO MIRALLE **PRE~VERSE** PANOBUDA NGOMA MUNOLYKER MAFANZ IMI MUNOTYPER MOPOSTER MOSHEYA MODOWNLODHA PAMWE PACHO FUTI MUNODZOKORODZA ****** MAFANZ ANGU MAFANZ ANGU NDAUYA KUZOSIMBISA MAFANZ ANGU MAFANZ ANGU MAFANZ ANGU NDAUYA KUZOSIMBISA MAFANZ **VERSE** MUNONDIPASA MANYEMWE MAITA KUTI NDIIMBE KUMBERI INI NDIENDE KUNGE BHRUGWA NEBHANDE AIHWA NENZIRA TANDE NGOMA KUNAKA KUNGE NZIMBE AIHWA REGAI NDIIMBE IMI MAFANZ MUTAMBE!! **CHORUSS** NDIMI NDIMI~MUNE YESE NDIMI NDIMI~MUNE YESE NDIMI NDIMI~MUNE YESE NDIMI MAFANZ MUNE YESE NDIMI NDIMIx2