Naruto Fyah - Chikwambo lyrics

Featuring ,

Published

0 170 0

Naruto Fyah - Chikwambo lyrics

Intro:~ Njv ndabata mic eyo marlon,leandah wayasay Sub 4:~ ndaive ndakaneta ndabva paxul" kusvika paden nekumira padoor ndikunzwa mukati mune chirimo ah!! zvachinenge chikwambo! Choruss:~ boyz rangu ndati ndakavhunduka pafeya inini ndakakanuka ndakambotryer ehh! kusapanicker but semurume ini ndakajamuka X2 Verse 1:~ ndakadeedza munhu wese muraini ndokuvamisa vese mulyn ndakavabvunza 1 by 1 ndikati mafia ayta izvi ndati ndiyani hapana kana 1 aida kutaura ndakazopedzisira ndakuvadambura zvibhakera hobho ini ndaidira pafeya inini ndakavachemedza!! Verse 2:~ ndakavaratidza kuti ini ndri dangerouse pafeya ini ndaisava seriouse mamero ndakavaita chifinhaz ndaive ndakachaja bvunzai vana boyz ndakavarova kuitange zvemufirimu mazibhutsu aye airohwa navhandem matsaga ndakamaita post moterm ndaityisa kupfura zita rangu(naruto fyah)