Mopface - Mahure Gozha lyrics

Published

0 89 0

Mopface - Mahure Gozha lyrics

(Clears Throat) Ahhhhhhh Timmy Boy Mopface Mfombi Ghetto Bonez Chorus Ndudu ndega (yeah) Hutsi mudenga (what) Mari forever (yeah) Mahure gozha ana Stella ana Ella (yeah) Ndinavo ndega (woo) Ini Mopfacer (bling) soko ndo penya heyaaa First Verse Handi kabire makabe usataure zvausinga zive Ndiriku fayisa madhiri ndichi flowa zvisinga gume Ndukutotsvaga hupfumi ndo zvausinga zive Kusvuta mbanje ndandi dze hoto ndichiluma Zvakawanda zvandoita pa Harare Husting gambling f**ing handirare Undiona westgate wondiona futi mbare Wondiwana house party wondiwana kuzvigure Hure ndine, Hobho mahure, Mafia re gure Mixa nana kule handidzokere kumashure Ghetto rakandirera saka handife ndakaguma Rakatyora paden hure rake ndakari juma Ndakari dhandira pafloor hure rakashamisika Yanga iri p**no vedio yanga yakadziya Asi yanga isiri bho payaka onekwa na Sheila Kufirita makonzo nokuti paya wakandi dhinha Chorus Ndudu ndega (yeah) Hutsi mudenga (what) Mari forever (yeah) Mahure gozha ana Stella ana Ella (yeah) Ndinavo ndega (woo) Ini Mopfacer (bling) soko ndo penya heyaaa Second Verse Vavengi ndova siya vakatsika kunge ngoma Ndobva paMfombi zvinhu zvacho zvato kora Ndakarova smart strapped out hure hona Ndirikutenderedza madhiri handi swere ndaka tyora Ndichipedza chamba changu ndakunotsvaga madhora Ndirimu chiki Dzimwe boys dzaka pora Ngava sandi saize mukombe ndoutora Ndione everyday chamba ndichi mona Show me wat yu got ima show yu wat yu want girl blowin on this kush till im outta sight girl If yu aint showin a** then then yu gotta leave girl If yu really want this doo Hop on this co*k girl Chorus Ndudu ndega (yeah) Hutsi mudenga (what) Mari forever (yeah) Mahure gozha ana Stella ana Ella (yeah) Ndinavo ndega (woo) Ini Mopfacer (bling) soko ndo penya heyaaa Third Verse Dark shades hanzi na sweety akakufita Ngati sanganeyi mukati akasvika ndaka stika Ane bhudzi rakareba dako rake raka hitta kuzunguza dako bhawa rese raka mira Ndaka tengera madrinks sweety aka dziya Vavengi vane winds ndakapwanya bhodhoro Mumusoro make coz anga andisaiza kubata babie garo ndirini ndukuri laina Ndakatiza na sweety nemota tichi lajuka Yese yandaisasa babie aisa jamuka Taispakwa tiri two tese taka Fumuka Ndaka pinda nekumashure babie achi chukucha Chorus Ndudu ndega (yeah) Hutsi mudenga (what) Mari forever (yeah) Mahure gozha ana Stella ana Ella (yeah) Ndinavo ndega (woo) Ini Mopfacer (bling) soko ndo penya heyaaa yeah what yeah yeah woo bling wooo