Jah Prayzah - Tsotsi lyrics

Published

0 450 0

Jah Prayzah - Tsotsi lyrics

[Intro: Jah Prayzah] Ibva munzira ndidarike, soja risimuke! Nyangwe ukandizvonda, hany'a naniko? Wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi Nyangwe ukandizvonda, hany'a naniko? [Chorus: Jah Prayzah] Maziso piriviri, magumbuka Chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Chipfuva kunge shato, magumbuka Chiiko? Handikendenge [Verse 1: Jah Prayzah] Vanditarisisa, kumusoro nekuzasi Ndikati nzvee, ndikati nzvee, pfumo rikabaya pasi Handiverengeri poshi, shoko rangu harivhikwi Vamwe vanobheja mari voda kundidyara kunge mhodzi [Refrain: Jah Prayzah] Pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu Pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu [Chorus: Jah Prayzah] Maziso piriviri, magumbuka Chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Chipfuva kunge shato, magumbuka Chiiko? Handikendenge [Verse 2: Jah Prayzah] Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba! Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba! Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba [Chorus: Jah Prayzah] Maziso piriviri, magumbuka Chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Chipfuva kunge shato, magumbuka Chiiko? Handikendenge [Bridge: Jah Prayzah] Ibva munzira ndidarike, soja risimuke! Nyangwe ukandizvonda, hany'a naniko? Wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi Nyangwe ukandizvonda, hany'a naniko? [Chorus: Jah Prayzah] Maziso piriviri, magumbuka Chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge Makandivavarira, magumbuka Chiiko? Handikendenge [Verse 2: Jah Prayzah] Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba! Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba! Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha [Jah Prayzah] Munya Vialy, Keen Mushapaidze, Josh Hozheri, Silent k**er, Dual Sim, Mradha! Kudzi Savanhu, Tich Mharadze, naSlimmaz!