Jah Prayzah - Ndide Ndikude lyrics

Published

0 735 0

Jah Prayzah - Ndide Ndikude lyrics

[Intro: Jah Prayzah] (Ndide ndikude) (Ndide ndikude) Yeah my baby, ndide ndikude (Ndikude, ndikude) Kana pane chaunoda imbomira ndikupe (Ndikupe, ndikude) Usandikanye, tambo dzingadambuke Pakuvira kwezuva, ndirarangireee-e-e Kana ngoma yorira (simuka) [Chorus: Jah Prayzah] Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) [Verse 1: Jah Prayzah] Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Karokwe kake kaya kanoti mbambamba Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Kashangu kake kaya kanoti kokoko [Chorus: Jah Prayzah] Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) [Verse 2: Jah Prayzah] Vanonditarisisa ndinewe Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe Handichakumbire, denga rakatambanudza maoko kare Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe [Chorus: Jah Prayzah] Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) [Verse 1: Jah Prayzah] Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Karokwe kake kaya kanoti mbambamba Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Kashangu kake kaya kanoti kokoko [Outro: Jah Prayzah] (Ndide ndikude) (Ndide ndikude) Yeah my baby, ndide ndikude (Ndikude, ndikude) Kana pane chaunoda imbomira ndikupe (Ndikupe, ndikude) Usandikanye, tambo dzingadambuke (Ndirarangireee-e-e, kana ngoma yorira)