Jah Prayzah - Hossana lyrics

Published

0 1422 0

Jah Prayzah - Hossana lyrics

[Verse 1: Jah Prayzah] Makati ndiridze ngoma, ndikaridza ini ndodiwa Handife ndakaputa chimonera kana musombodhiya Mhere mhere haiwa ndaikoniwa Handikwanise kuba ndorarama nechangu ini cheziya Baba ndipeiwo zano pavanondirongera Vanofamba vachinge mhepo inongombeya mbeya [Bridge: Jah Prayzah] Vachiti wenhamo, ngaarambe angori wenhamo Zvikanzi wenhamo ngaimuwanire panzvimbo Zvikanzi wenhamo, ngaarambe angori wenhamo Zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo [Chorus: Jah Prayzah] Hossana woye, hosanna woye Hosanna woye, mundirangarire Hossana woye, hosanna woye Mambo Hosanna woye, mundikomborere [Post Chorus: Jah Prayzah] Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama [Verse 2: Jah Prayzah] Ndirege ndiridze usazendamira ngoma Zvikomborero, denga ndiro rine mwoyo chena Vakuru woye, mwoyo wachema-chema Dzirimo tsotso munzira dzavakasocherera Vanomukira mashambanzou pasi patema-tema Chimbori chiiko chakakonzera godo rinorema? [Bridge: Jah Prayzah] Zvikanzi wenhamo ngaarambe angori wenhamo Vanoti wenhamo ngaimuwanire panzvimbo Zvikanzi wenhamo ngaarambe angori wenhamo Zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo [Chorus: Jah Prayzah] Hossana woye, hosanna woye Hosanna woye, mundirangarire Hossana woye, hosanna woye Mambo Hosanna woye, mundikomborere [Post Chorus: Jah Prayzah] Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama [Bridge 2: Jah Prayzah] Mambo Tariro yangu kani, mambo Tigare padare rehu mambo Tikurukure dzehu mambo Tiripo panzvimbo yehu mambo Tariro yangu Babawe,mambo Tigare padare rehu mambo Tikurukure dzehu mambo Tiripo panzvimbo yehu mambo Tariro yangu Baba,mambo Tigare padare remadzi mambo Tikurukure dzehu mambo Tiripo panzvimbo yehu mambo Tariro yangu kani, mambo Tiripo padare rehu mambo Tikurukure dzehu mambo Tiripo panzvimbo yehu mambo Tariro yangu baba, mambo Tigare padare rehu mambo Tikurukure dzehu mambo Tiripo panzvimbo yehu mambo Tariro yangu kani, mambo Tigare panzvimbo yehu mambo Tikurukure dzehu mambo [Pre-Chorus: Jah Prayzah] Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama Mukati hossana, makomborero ndogama [Chorus: Jah Prayzah] Hossana woye, hosanna woye Hosanna woye, mundikomborere Hossana woye, hosanna woye Mambo Hosanna woye, mundirangarire [Pre-Chorus: Jah Prayzah] Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama Mukati hossana, makomborero ndogama [Outro: Jah Prayzah] Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, varume ini ndodzana Mukati hossana, makomborero ndogama Mukati hossana, makomborero ndogama