Jah Prayzah - Taura lyrics

Published

0 457 0

Jah Prayzah - Taura lyrics

[Chorus] Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Unenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) [Verse 1] Nemwoyo wangu unorwadza Nechisuwo dhiya Ndichinge ndiri kure kure Ndiri kure newe Misodzi yangu inoyerera Nechisuwo dhiya Ndichinge ndiri kure kure Ndiri kure newe Ndimirire ndichauya Nerudo kadhiya nerudo Ndimirire ndichauya Nerudo kadhiya nerudo [Bridge] Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana) [Verse 2] Pandakatevera zvose zvaunotaura Seshirikadzi mudiwa ndinoyeura Rinobuda richinyura dhiya ndakatarisa Handiore mwoyo ndichingoti uchauya Pawakasvika musha wakaparara Pawakasvika, mombe rufu yorira Pawakasvika musha wakaparara Pawakasvika, mombe rufu yorira [Chorus] Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Unenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) [Verse 3] Kuva newe ndinoda dhiya Ndinenge ndapotsa potsa Ndinenge ndacrossa border Ndichinohodha hodha Ndakura, ndakabuda mugota Hupenyu hwakanaka ndohurota Ndinoda tizofambawo nemota Mumba musina chinoshota Ndinoda kuva nezvaunoda Budiriro ndiyo yandinoda [Bridge] Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana) [Chorus] Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) [Outro] Taura dhiya wangu Taura chete Taura ndakaterera Taura, taura Taura, taura Taura, taura Taura dhiya wangu Taura chete Taura ndakaterera Taura, taura