Jah Prayzah - Ndoenda lyrics

Published

0 358 0

Jah Prayzah - Ndoenda lyrics

[Verse 1] Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe [Chorus] Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) [Refrain] Ndine meso anovava nemisodzi kujenga [Bridge] Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo (Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo) Haahu ihere handidi kufira muGehena (Handidi kufira muGehena) Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe [Chorus] Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) [Refrain] Ndine meso anovava nemisodzi kujenga [Verse 2] Kunyange mukatora izwi rangu Mambo Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Kunyange mukatora mweya wandinofema Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo (Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo) Haahu ihere handidi kufira muGehena (Handidi kufira muGehena) [Bridge] Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe [Chorus] Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda)