Jah Prayzah - Eriza lyrics

Published

0 395 0

Jah Prayzah - Eriza lyrics

[Intro: Jah Prayzah] Ndine hurombo, handina neremuromo Amai kani, maziso angu aone nhamo Ini rambe ndinyerere ndashaya zano [Chorus: Jah Prayzah] Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina [Verse 1: Jah Prayzah] Mapurisa andipa ticket Zvikanzi soja unomhanyirepi? Kune kasweet chokoreti, kunge kaZim-Asset Kagugule painternet, izvi hazvidi secret Akambotamba paMarket akaita mashiripiti Pakazouya riot, kukanda tsvimbo mubhasiketi (aya hoye) [Refrain: Jah Prayzah] Ndanga ndirere amai ndazomuka Ndamurota achitamba ndikavhunduka Ndanga ndirere amai ndazomuka Ndamurota achitamba ndikavhunduka [Bridge: Jah Prayzah] Handiende vasikana ini (Hee soja) Hameno vanongoridza tsamwa (Hee warrior) Moyo yavo ine zidanda (Hee soja) Aiwa kufara ndiro dama (Hee warrior) Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (Hee soja) Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior) Asika wabatanidza hama (Hee soja) Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior) Asika wabatanidza hama (Hee soja) [Verse 2: Jah Prayzah] Parinorereka zuva Eriza Uchandiwana ndakakumirira pamureza Parinodoka chete zuva Eriza Ndikakushaya ndodambuka makumbo kunge hwiza [Chorus: Jah Prayzah] Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina [Bridge: Jah Prayzah] Handiende vasikana ini (Hee soja) Hameno vanongoridza tsamwa (Hee warrior) Moyo yavo ine zidanda (Hee soja) Aiwa kufara ndiro dama (Hee warrior) Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (Hee soja) Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior) Asi wabatanidza hama (Hee soja) Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior) Asi wabatanidza hama (Hee soja) [Pre-Chorus: Jah Prayzah] Ndine hurombo, handina neremuromo Amai kani, maziso angu aone nhamo Ini rambe ndinyerere ndashaya zano [Chorus: Jah Prayzah] Eriza, iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (Zunza) Eriza (amai kani), iwe dzokorora (amai kani) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (Zunza) Eriza (chitenderera), iwe dzokorora (amai kani) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (Zunza) Eriza (tenderera), iwe dzokorora (iwe tenderera) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (Zunza)