Jah Prayzah - Simudza Ngoma lyrics

Published

0 412 0

Jah Prayzah - Simudza Ngoma lyrics

[Intro: Jah Prayzah] Simudza ngoma (Stavo) Zuva radoka (Soja) Simudza ngoma (Stavo) Zuva raenda (Soja) Simudza ngoma (Stavo) Zuva radoka (Soja) Simudza ngoma (Stavo) Zuva raenda (Soja, Soja) [Pre-Chorus: Jah Prayzah] Dai mandiperekedza, kangoma ndarongeza Uyu mwana ndomuzeza, dai mamucherechedza Dai mandiperekedza, dai mamucherechedza [Chorus: Jah Prayzah] Handiwe, handiwe here? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe (Handiwe?) Handiwe, handiwe here iwe? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe? (Handiwe?) [Refrain] Stavo, Soja Stavo [Verse 1: Jah Prayzah] Kangoma kaye, uchakanzwa kachidauka Chiuno chigodambuka Kangoma kaye Uchandinzwa ndichishaura Zuva riye radoka Ndoenda nesango, kana zuva raenda Zuva riye raenda Ndoenda nesango, kana ngoma yarira Hoooye, hoiyerendende, hiyereyerende [Pre-Chorus: Jah Prayzah] Dai mandiperekedza (Stavo) Kangoma ndarongeza (Soja) Uyu mwana ndomuzeza (Stavo) Dai mamucherechedza (Soja) [Chorus: Jah Prayzah] Handiwe, handiwe here iwe? Handiwe, handiwe here iwe? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe (Handiwe?) Handiwe, handiwe here iwe? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe? (Handiwe?) [Bridge] Hand in na de air, hand in na de air Everybody put your hand in na de air [Verse 2: Jah Prayzah] Vanonditi ndinenge rombe (Ahiya horendende) Tongai mega, tongai mambo (Ahiya horendende) Vanonditi ndinenge rombe (Ahiya horendende) Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe (Ahiya horendende) Vanonditi ndinenge rombe (Ahiya horendende) Tongai mega, tongai mambo (Ahiya horendende) Vanonditi ndinenge rombe (Ahiya horendende) Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe (Ahiya horendende) [Verse 3: Jah Prayzah] Hongoreyi here (Shungu) Hongoreyi mambo (Shungu) Hongoreyi here (Shungu) Tongai, tongai mambo (Shungu, shungu) Hongoreyi here (Shungu) Tongai, tongai mambo (Shungu, shungu) [Bridge] Hoye, hoye mambo Ahiyere-hiyere, ahiyere-hiyere Hoye, hoye mambo Ndashaya zano, ndashaya zano [Verse 4: Jah Prayzah] Vana vangu kurara vachingozunza Vana vangu havacharara nembumba Amai vacho havachadi kudya Handiko here kuparara kwemusha [Chorus: Jah Prayzah] Handiwe, handiwe here? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe (Handiwe?) Handiwe, handiwe here iwe? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe? (Handiwe?) Handiwe, handiwe here? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe (Handiwe?) Handiwe, handiwe here iwe? (Handiwe?) Unotamba kusvika kunze kwati ngwe? (Handiwe?) [Bridge] Vanonditi ndinenge rombe Tongai mega, tongai mambo Vanonditi ndinenge rombe Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe [Outro: Jah Prayzah] Hongoreyi here (Shungu) Hongoreyi mambo (Shungu) Hongoreyi here (Shungu) Tongai, tongai mambo (Shungu, shungu) Hongoreyi here (Shungu) Tongai, tongai mambo (Shungu, shungu) Vanonditi ndinenge rombe