Winky D - Paita Party lyrics

Published

0 290 0

Winky D - Paita Party lyrics

[Intro] Levels Levels Production Kamaani! [Pre-Hook] Saka Bhobho Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi Shoko ngarisvike ikoko Prezha ravhurirwa hatizvivanzi [Hook] Paita party nhasi oh eh Dira kuvha mugirazi oh eh Maoko ari mudenga kunge mucla** Party yaka heater bvisa jasi Vanhu vari kufara zvakapfuurikidza nhasi Kuita kunge Jesu adzika pasi [Verse 1] Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka Hona tumwe turi kutwerka Vapfana vachirova maclux Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa Doctor varipo muchaponeswa k**er T gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa Party yapisa zvinhu zvakudadisa Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza Fantan akabata red wine Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini Party yedu haipere haidi sign Tisiye timbofara isu big time [Hook] Paita party nhasi oh eh Dira kuvha mugirazi oh eh Maoko ari mudenga kunge mucla** Party yaka heater bvisa jasi Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi Kuita kunge Jesu adzika pasi [Verse 2] Saka ngavatisiye timbotamba prezha Munewspaper Saturday tobuda paleisure Tiri kufara kupemberera zvatakaseenza Vane godo votizvo Mwari wenyu ane favour Vapfana vekuchikoro vakarova mablazer Shaddy parker apo Altezza Gungkum yarira puller ngoma Flavour Pane vabereki toda yaka senswa Party iri kukicker kunge karate Ichapuhwa menduru saMuparati Tarisa watch dzava 12 pazvikati Vezvibhodoro batai baba Devant Chideedza kanzuru ngaivhare vhati Tanga tichimwa makuvha kubva masikati Bhobho arutsa vhura cider wacha shati Vese vanoti vanofara hamusati [Pre-Hook] Saka Bhobho Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi Shoko ngarisvike ikoko Prezha ravhurirwa hatizvivanze [Hook] Paita party nhasi oh eh Dira kuvha mugirazi oh eh Maoko ari mudenga kunge mucla** Party yaka heater bvisa jasi Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi Kuita kunge Jesu adzika pasi [Verse 3] Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka Hona tumwe turi kutwerka Vapfana vachirova maclux Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa Doctor varipo muchaponeswa k**er T gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa Party yapisa zvinhu zvakudadisa Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza Fantan akabata red wine Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini Party yedu haipere haidi sign Tisiye timbofara isu big time [Hook] Paita party nhasi oh eh Dira kuvha mugirazi oh eh Maoko ari mudenga kunge mucla** Party yaka heater bvisa jasi Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi Kuita kunge Jesu adzika pasi