Intro:~
Njv ndabata mic eyo marlon,leandah wayasay
Sub 4:~
ndaive ndakaneta ndabva paxul"
kusvika paden nekumira padoor
ndikunzwa mukati mune chirimo ah!! zvachinenge chikwambo!
Choruss:~
boyz rangu ndati ndakavhunduka
pafeya inini ndakakanuka
ndakambotryer ehh! kusapanicker but semurume ini ndakajamuka X2
Verse 1:~
ndakadeedza munhu wese muraini
ndokuvamisa vese mulyn
ndakavabvunza 1 by 1
ndikati mafia ayta izvi ndati ndiyani
hapana kana 1 aida kutaura
ndakazopedzisira ndakuvadambura
zvibhakera hobho ini ndaidira
pafeya inini ndakavachemedza!!
Verse 2:~
ndakavaratidza kuti ini ndri dangerouse
pafeya ini ndaisava seriouse
mamero ndakavaita chifinhaz
ndaive ndakachaja bvunzai vana boyz
ndakavarova kuitange zvemufirimu
mazibhutsu aye airohwa navhandem
matsaga ndakamaita post moterm
ndaityisa kupfura zita rangu(naruto fyah)