#PraiseHIM
[Humming : Nashie]
Jesus Posisive Muzik
1st Verse : Flabbz
Wangu chimbopa Mwari mbiri,kwete kungopa zvichemo bedzi
Busy kuchemera Benz,kutora Tenzi semusevenzi
Warwara wakwara,kuchipatara oxygen unobhadhara
Asi nanhasi Jehovah Jireh vari kungokupa mahara
Zvinhu zvasunama,hupenyu hwaminama
Watofema nemunyama,ndiBaba vanoita minana
Zuva nezuva haisi alarm inoita umuke
Dai alarm yaimutsa vanhu,pasina vanofira kuhope
Saka,maoko mudenga rumbidza Nyadenga
Kurumidza rumbidza ita seunopenga
Kuporesa Jehovah Rapha ndivo vega
Kutanga nekuguma – Alpha,Omega
Rumbidza nekuti ndiMwari,kwete nekuti uri kutsvaga mari
Uri muMweya neMuzvokwadi,yepa Matthew 6:2 haibhadhari
Takurumbidza vane mari,hanzi “Ane mari ndiye mukuru” – aaah!
Hapana asingazive Nkulunkulu mukuru kuru – kaah!
Yaah,ndiye akakodzera kurumbidzwa
Ndiye akafanira ane ropa pamuchinjikwa
HOOK : Vuyo Brown
After all that you have done
All the battles you have won
You gave me the life
Endless love
LORD we Praise yah
After all that you have done
All the battles you have won
You gave me the life
Endless love
LORD we Praise yah
Bridge : Hillz + Vuyo Brown + Nashie
Shukumis' umzimba,ujayivel' u Jesu ((( WE PRAISE YAH - ahaa)))
Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))
Shukumis' umzimba,ujayivel' u Jesu ((( WE PRAISE YAH - ahaa)))
Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))
Shukumis' umzimba,ujayivel' u Jesu
Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))
Shukumis' umzimba,ujayivel' u Jesu ((maoko mudengaaa))
Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((maoko mudenga))
2nd Verse : Hillz
We always ready,getting heady as we Praise Him with a song
No denyin',we flyin',gonna Praise Him all year long
Ngizombonga ma ngimbona ngoba Jesu anogona
Spiritual to physical,it's miracle not magical,so radical sensational
Kuyisimang',amalang' ehamba
Nam' isandla sam' uyasibamba
For Jesus,my knees jus,bend down to thank Him
Liftin up my hands and my eyes coz He's worthy
3rd Verse : Flabbz
Tikasarumbidza Imi Baba shuwa tinenge takutwanya
Kusakwana,kumhanya,kukanya kanya uyo anoratidza hanya
Ndimi munobvisa,munomisa,vanoda kurwisa
Ramavhura,ramavhara,hapana anopikisa
Hondo dzamahwinha - hobho!
Hobho vamadhinha – Pharaoh!
Devil zvomufinha,ogwinha gwinha,coz ma cleaner ma sinner
Rumbidzo inoita masvingo eJericho agoti pasi dhiii
Rumbidzo isingapere sema scratch pa CD
4th Verse : Hillz + Flabbz
We live to praise,it's coz of grace – that we enter in His gates
His loving kindness,nomore blindness – He's placed me in my rightful place
Yes,vasiyana ne mirror,rinotidzosera zvataripa
Kutirwira havambomira,rudo rwavo rwunozipa
Ukandibvunza ndokuudza,kurumbidza kunosimudza
He's my Alpha and Omega,everyday anondifudza
Vanoita zvakawanda – tofamba nemota togona kusvika
Vanofumura zvakahwanda – maplans aSatan okanganisika
HOOK : Vuyo Brown
After all that you have done
All the battles you have won
You gave me the life
Endless love
LORD we Praise yah
After all that you have done
All the battles you have won
You gave me the life
Endless love
LORD we Praise yah
SONG 911:
Track : Praise Him
Artists: Flabbz feat Vuyo Brown,Hillz & Nashie
Stable : Jesus Positive Muzik
Producer : Cal_Vin (Volte Face Records)
Date Recorded : 12/04/2014
Release Date : 22/04/2014
Free Download :
Http://www.reverbnation.com/jesuspositiveflabbz/song/20671016-praise-him-flabbz-feat-vuyo-brownhillz
Contact Details :
Whatsapp : +263774475236
Facebook : Jesus Positive Muzik – Flabbz
( http://www.facebook.com/jesuspositiveflabbz )
Http://www.facebook.com/flabbz4real
Twitter : @Flabbz_Ashton
@Femmeroyal
@hillvee
@tinashetapfuma
Blog : Jesus Positive Muzik
( http://www.jesuspositiveflabbz.wordpress.com )
#JesusPositiveMuzik