Flabbz - LEAD ME lyrics

Published

0 95 0

Flabbz - LEAD ME lyrics

Intro : JESUS POSITIVE MUZIK [Hook : Vuyo Brown] As I'm walking in this valley of the shadow of d**h All I'm facing is Trials and Tribulations I have tried to fight it Lord,but I know oh I can't do this on my own [1st Verse : Flabbz] Kuita zvinhu ndiri ndega,Mwari wangu ini ndinotya Ndinotya kuzokunda,ndozvinyepera nyika ndinodya Kuidya nerutivi,asi ndichidyiwa ose mativi Itai ndigokundika kana ndakushaika kune renyu divi Ndigarisei pasi kana mbiri yondiwisira pasi Ndidimburei muswe kana worebesa kubva nhasi Kana ndakupinda nemwenje mudziva,Jehova ndidzorei Kana ndave kusaziva,Baba ndidzidzisei Ndinoda kurarama,according to Your Will According to Jesus Christ,who paid my Sin Bill Zvehupenyu munoziva,handidi kukuenderai mberi Kana ndotamba nezita renyu,ndiitei zvamakaita mutemberi “Ndikasatungamira”… ndiri ini it's a lost cause Coz,Lord,ndinotya kudonha the most falls Uh,ndega ndokanganisa,mistakes overload Yeah,ndega handimbokwanisa,take over Lord [Hook 1 : Vuyo Brown] As I'm walking in this valley of the shadow of d**h All I'm facing is Trials and Tribulations I have tried to fight it Lord,but I know oh I can't do this on my own [Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)] Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba [2nd Verse : Flabbz] Ini handina basa,kusasa Imi ndiro basa Handimbogasa,kurasa basa,dhaza,chero rikafasa Muvaki anovaka pasina Imi,anovaka pasina Saka,Imi pamberi Baba,kana ndakuimba Music yangu ngaisave empty envelope,music isina message Vanhu venyu ngavaone kubata kwenyu,ndiri pa stage Ndinzvengesei miyedzo inouya nemimhanzi Plazi njodzi ya dhiyabhurosi,Tenzi ngaisawane chanzi Vachanzwa izwi rangu munziyo ngavasape kutenda Hmmmm,mamuri,ngavawedzere kutenda Let them know it's not by might,nor by power,aiwa By Your Spirit,Holy Spirit,which overpowers powers Kana ndisinemi Baba,murima ndomandofambira Fambai neni,batai makumbo angu mugomba ndisawira Masahwira,tumirai ane mazino ari sharp Agondiruma nzeve,advice ku ear drum [Hook 1 : Vuyo Brown] As I'm walking in this valley of the shadow of d**h All I'm facing is Trials and Tribulations I have tried to fight it Lord,but I know oh I can't do this on my own [Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)] Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba [Bridge : Flabbz (spoken,with Hook 1 in the background)] I know Lord,that my life is not my own,for I am not able to plan my own course Even though ndakabata driver's licence,but still I cannot drive my own life alone I need Your guidance and presence with me always Increase and I decrease,nekuti pasina Imi ndinotya…...LEAD ME [Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)] Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba Mwari Baba (Lead me) Lead the way,Lead the way (Lead me,Lord I pray) Nditungamirei Baba [Based on Jeremiah 10:23 & John 3:30] Free Download at : http://www.reverbnation.com/jesuspositiveflabbz Blog : http://www.wordpress.jesuspositiveflabbz.com Facebook : Flabbz Ashton ( http://www.facebook.com/flabbz4real ) Jesus Positive Muzik – Flabbz ( http:/www.facebook.com/jesuspositiveflabbz ) Twitter : @Flabbz_Ashton @Femmeroyal @hillvee @tinashetapfuma #JesusPositiveMuzik