[Intro: Ti Gonzi]
Aah, aah, aah
(Clears throat)
Ti Gonzi imwe mbeu
Ayo Bobs [?]
Hipu Hopu YekuGhetto
[Verse 1: Ti Gonzi]
Kumaraini kwangu
Ndiko kwandakakurira
Unongonzwa maspeaker achitaura nekurira
Boys
Nhamo imonya redu, hapana anotikurira
Kumaraini kwangu, boys
Titori vanhu vari bho, tofungawo haikona kutifungira
Boys
Kumaraini kwangu ndiko kwatinosunga pasina anotisungira
Kumaraini kwangu, boys
Hatiswere muyard, muyard,
Maghedhi haana maguards, maguards
Newspaper itoilet paper and
Gym yedu isimbi ine zvigaba zvecement
Kumaraini kwangu, boys
Makombi haapere kutonaz, chero 3 am monaz
Tese tinozivana, ende hatitane kufambisana ZIANA
[Hook: Ti Gonzi]
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
Kumaraini kwangu
[Verse 2: Ti Gonzi]
Areaz rangu
Takunzi anaBeit, hautishaye paBhiriji
Panext door toisirwa nyama mufiriji
Boys, areaz rangu
Hatimwe beer, beer
Tongoda hwahwa nedoro, doro
Hakuna maclub nemapub, kune mabhobhi storo
Areaz rangu, boys
Magetsi aenda, kusina power bhora toonera kubhawa, bhawa
Mazuva ano hwahwa hwakunaka, ndiri mudiki ndaifunga hunowawa
Boys
Matadza Geography, munaita steady
Titori bho, musazoti tiri over-populated
[Hook: Ti Gonzi]
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Boys
Kumaraini kwangu
Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys
[Outro: Ti Gonzi]
Kumaraini kwandinogara kunoda isu takujaira
Isu takujaira, isu, isu, isu takujaira
Kumaraini kwandinogara kunoda isu takujaira
Plus futi hakudi vaya, plus futi hakudi vaya
Plus futi hakudi vaya vanoita zvekujaira
Hipu hopu YekuGhetto
Ti Gonzi imwe mbeu
Gore rineri vanopinda busy boys rangu
Take Five kwakumberi kwauri uko sha
Sa-saka iwewe wakutonzi Take Six iwewe
Bhundu records uri sei?
Eyo Ohara uri sei?
Ti Gonzi imwe mbeu
Beandollar, Skodo, Marascal, Ohara, Swaz Beats, [?]
Ndine team yangu, boys rangu
[?], eyo Max Chiyangwa, [?]
Boys
Hapana apa, hapana, hapana, hapana
Vaizviti vakangwara boys iri
Last year ndakanetsa ne one song
Ko ndakazoita song nehalf, muchaita sei?
Muchaita sei?