[Verse 1: Oliver Mtukudzi] Kana zvaoma, zvichinge zvaoma Zvichinge zvaomesesa, paunekwidza makata Ehh varume Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema Ahh varume Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) [Verse 2: Oliver Mtukudzi] Kana zvaoma, zvichinge zvaoma Ohh varume Zvichinge zvaomesesa, zvakona n'anga Ehh varume Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema Yahh varume Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) [Bridge: Oliver Mtukudzi] Paunekwidza makata, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Paunenzwa kuti zvarema, iwe pfugama uchinamata
Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) [Refrain 1: Oliver Mtukudzi] Bhiza ramdara, bhiza ramdara Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara iro Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) [Refrain 2: Oliver Mtukudzi] Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo iri (Ibhiza raMambo) [Verse 3: Oliver Mtukudzi] Paunenzwa kuti zvaremesesa, zvakona n'anga Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Paunekwidza makata, zvichinge zvarema Bhiza ramdara (Ibhiza raMambo) [Refrain 3: Oliver Mtukudzi] Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo)