Intro
iiichiii Ooooh woah Yoh Selector Maly
Ooo wooah ooh Richboy
Ooooh woah Stivoe,huh
Verse 1
_saka everyday ndinopfugama
_handiti life iyi izama
_pese pandotadza munoti zama
_hamumbondisiye,hamumbondidhama
_asi kana ndikapfuma
_itai ndifare ndoziva pekuguma
_handi panyika ndimi makandituma
_kwete kuti vehukama ndongosema (ndururu)
Chorus
Aaaargh,aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_ndikangodaro kana muLife handikundi
Aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi
Verse 2
_kana musoro ndikapema
_hazvirevi vaya vaya vasina ndakutovasema
_handingasiye hama dzichichema
_tozosangana parufu patinenge takuchema
_zvirinani uratidze rudo
_nekuti mangwana hauzive waunoti ndipo
_kuCreator maSheds kunge bhimbo
_newe paunochema ziva vanenge varipo
Chorus
Aaaargh,aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_ndikangodaro kana muLife handikundi
Aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi
Back to Verse 1
_ndinopfugama
_handiti life iyi izama
_pese pandotadza munoti zama
_hamumbondisiye,hamumbondidhama
_asi kana ndikapfuma
_itai ndifare ndoziya pekuguma
_handi panyika ndimi makandituma
_kwete kuti vehukama ndongosema (ndururu)
Chorus
Aaaargh,aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_ndikangodaro kana muLife handikundi
Aaaargh whooa
_musandirega ndichizviita mupfumi
Aaaargh whooa
_kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi
Outro
_musandirega ndichizviita mupfumi
Amana kA!
_ndikangodaro kana muLife handikundi
_muLy ly Life hazvibudi
_kuhama hazvibudi